VID today shocked a bus driver in Eastlea by giving him $200 for wearing a seatbelt in their "Arrive Safely" campaign. Then they asked him, "What are you going to do with this money?"
The excited driver responded _*"I will use it to get myself a drivers license."
Ndakambonhonga 60 bond mucombie ndobva ndatenga ma avo nepa window faster faster..Ko ndagozivei kuti ndeyangu yadonha muhomwe apa ndiyo yekubhara combie. Driver aka dropper vanhu vese kwakudzokera neni kunondisiya ku Rank..Kubva musi iwoyo ini ne Avo hationane😭😭😭
Ndakamboenda kuchechi yevamwe papa so ndichida kunonamatirwa zino rarwadza size chaiyo chaiyo. So we were standing in a long queue vanhu vachinamatirwa. Ndobva one of the ushers auya kwandiri akati blaz kuti mutokasikirwa garai pawheel chair apa ndikuendesei kumberi.
Transfer Confirmation. RTGS$42 125.00 to DAVID DE GEA Approval Code: PP210904.1259.K94036. New wallet balance: RTGS$ 1.69.
Zvirinani ndife hangu nenzara
The alleged colour is excluded as the complexion of this person.....The probability of bleaching is 99.99%. Muchishona tiri kuti mai hamuna chenyu paComplexion iyi🤣🤣🤪