lazzie_t Profile Banner
Lazzie t Chapo Profile
Lazzie t Chapo

@lazzie_t

Followers
6K
Following
22
Statuses
121

ZIMBABWEAN MUSIC PRODUCER A REGGAE SINGER Messenger, Activist and a Songwriter

nottingham uk
Joined February 2021
Don't wanna be here? Send us removal request.
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
Hanzi takarwa hondo apo tine nzara nonsense hatidye Hondo isu tizvoziva makarwa Thank you so much but ka hachisiricho chikonzero chekuti tirambe tichitambura ka
Tweet media one
7
45
254
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
2 months
"Get well soon, my brother. We may have our differences, but at the end of the day, we are one people. One love, brother. Just have faith—there is a living God who can heal."
Tweet media one
0
0
1
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
9 months
Makadii hama neshamwari nguva ndoyenge yareba ndisingawanike pano
Tweet media one
8
1
35
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
Kana uri muZim usafurirwe nehama dzikunana uk ,South Africa,Botswana kutuka mukuru wenyika kutotukirira neZita ravo unofira mujeri nazvo hondo yacho unopinda pama1 wega ende hapana anokumirira wave kuchikurubhi
Tweet media one
6
3
23
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
Hanzi nemumwe munhu kuinbox Rasta tukai Emerson munangagwa ndangomuti wawuri kuda kurovesa ndiyani ndisvasvangwirwe mahara hangu ndingatambe nezvimwe not kumukuru
Tweet media one
1
1
14
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
What is independence kana tisina Freedom of speech ukatawura unosungwa chiii ichocho hutsinye chayihwo
Tweet media one
11
57
366
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
Call from asahwira kungofara chete ostallos nhasi ndezveduuuu Salute
Tweet media one
20
205
2K
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
Okay huyayi henyu
Tweet media one
2
16
81
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
Muswera muchitererawo song yangu inonzi Varume musatambe nesu tinoda mabasa
12
125
478
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
A True Ratsaman who cares about the struggling of people and Humanity Big up Winky D l will always respect you for that
Tweet media one
27
276
2K
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
Mvura yeTokwe mukosi yese yakazara muRasta tinenge tichiti tine vanhu apo tine musoro yakazara mvura yega yega A True Rasta anomira nevanotambura wese ayita hasha anoziva pandowanika Huya hako Tikudzidzise Gwara chayiro.
19
77
372
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
Unotowona wega kuti Rasta rakazara Magoooooooooo
Tweet media one
113
161
790
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
You don't go to a political rally chero ccc or Zanu kuyenda kunopihwa mari Cde chinxx vayibhadharwa here pavayiyenda kunoimba ku hondo vayindera kuti vana veZimbabwe vazogara zvakanaka kumberi manje vamwe vangu kungowona mupunga zvirikumberi hamuzviwone
Tweet media one
17
103
425
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
Vangani vanomira naRasta ava chero zviyitaseyi
Tweet media one
51
177
1K
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
@sekurudhimba @drjaytee87 Thank you bro
0
0
1
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
@pastorlloydmudz Kuzodya mupunga
1
0
2
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
Pamberi nanhingi iwe ahuna kana Stand yako urikutonzi kwekwere nekuda kwemunhu iyeye shame on you kwerekwere
Tweet media one
20
79
442
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
I stand with the poor kuti vagare zvakanaka not kuti ndinoda mari dzemusangano ini ndoda mariii inobva kubasa rangu pasina kunoimba kumaRally chete
19
178
648
@lazzie_t
Lazzie t Chapo
1 year
I delete everyone who works with the oppressors mhuri yeZimbabwe yatambura go to hell
Tweet media one
200
394
2K