Hon Zivhu Profile
Hon Zivhu

@killerzivhu1

Followers
154K
Following
800
Media
2K
Statuses
8K

very sociable and friendly person

Joined January 2020
Don't wanna be here? Send us removal request.
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Takakuudzayi kuti dialogue with Chamisa is the only solution, mukatidzingirira mumusangano. Nhasi mava kuonawo kuti Chamisa is the game charger not Madhuku, Muteki, Mwonzora, Linda and the rest, vakuru vakati zvibwanana hazvisvinuri musi umwe chokwadi.
249
628
3K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
4 years
Zvirinani mudzinge vana Killer Zivhu if they mention about dialogue not to insult Bishops .Hamudaro vazodzwa vaMwari ,On this one I don't support nonsense ityai Mwari politics dzinopera.
403
442
3K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Ndasarudza to stand with Chief Murinye, chokwadi hachineyi kuti chataurwa through protocol or not .Chero mukadzingwa hazvina basa umambo huri muropa kwete pachisimbi chiya chinonzi nyembe, motor ikatorwa fambai netsoka hazviurayi. Retweet kana uchimira na chief Murinye.
181
2K
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
4 years
Saw the video yana Mamombe vasikana ve MDC Alliance, kkkkk 90% is just voice, street pictures and some arrows pointing roads.Why not using same technology to trace Dzamara and the rest .Guys concentrate on improving the Economy vanhu vatambura nenhamo.
454
423
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
*Duty free on car importing to unpaid workers*. *Zvakangofanana nokuti vanhukadzi vese mukugerwa ndebvu mahara*. 🤣🤣🤣🤣🤣.
226
476
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Kkkkk ndaseka zvangu hanzi kwava ne CCC Party zvingamisa Chamisa here izvozvo , chero akatanga Party inonzi January to December Party as long ari Chamisa Leader wacho.inongotanga ne over 2 million members.
212
357
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Guys musaita politics dze mbanje, zuro maiti Chamisa is Party less according to law. MDC-A ndeya Mwonzora according to law, Saka nhasi uno CCC yava MDC-A, according to which law now, CCC is a new Party in Zimbabwe.
99
379
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Why muchida kuti munhu wose ave married and have kids, if Hopewell doesn't have kids zvineyi newe, unomuchengetera vana vacho here, kana kumupa mari yokuroora, kana akanyepa inga mafoni ane camera , torayi pictures and videos , motiratidza zvaakati hazvipo izvo zviripo.
154
437
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
2 years
This gold issue has nothing to do with America, stop this propaganda guys, we are not insane veduwe, Angel ari kuzvitaurira pa video, and this is not an edited video, musatijairira kungoti every wrong doing , it's because of Americans tinyareiwo.
88
519
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Structures in politics doesn't work, 2023 people are going to vote for their jobs, food, fees, salaries and etc not structures , garayi muma structures eyu iwawo muri kwamuri ikoko.
139
404
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Reengagement with the West is important, but not better than a dialogue with Chamisa. Wasting resources trying to reengage with the West hazvibatsiri . Kutaura na Chamisa hakudi mari kana Ndege just a phone call vanhu votosangana pa Garwe pachangovhurwa apo.
292
312
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
What do we have in Zimbabwe, economy or ikonomi , dzarema njuga idzi guys , Mangudya wants to give us 100 bond, mari hombe mu Nyika isingatengi half bread. Orphans and widows are suffering , stop blaming sanctions only, blame mismanagement, looting and corruption also.
144
453
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
1 year
If you hate whites, then stop going to their Countries, stop sending your children to learn imperialism , stop receiving their aid, stop trading with them, or stop kuti nyangadza everyday about imperialism, you're hypocrites dze vanhu.
172
513
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
2 years
5 of my relatives were killed last night, when they tried to protect me, from people vakauya kumusha kwangu, vachida kundiurayira ma tweets angu about Gold mafia, if I don't make it, fellow Zimbabweans vote peacefully
Tweet media one
391
423
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
4 years
U can force yourself to people but not respect , MDC zvinoreva Tsvangirayi kana Chamisa ndochokwadi chisingadi press conference. Vamwe ava murikutamba nenguva chero mukavata paguva ra Tsvangirayi mazuva akati kuti hazvichinji. Give the respected time for dialogue nyika ifambe.
206
269
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
4 years
Haufariwo mwana apora kudayi apa vabereki vake vakanga vasisina hope. Ndokumutora zvangu ndikagaranaye ikozvino akadzokera kuchikoro
Tweet media one
281
76
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
2 years
If Aljezeera documentary is fake, where do you sale our gold, what are we doing with the cash received , a simple explanation will make Zimbabweans understand, don't talk about Beit Brige - Harare high way, we have been paying toll gates for ages it's our money.
127
422
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Kurambidza munhu kuvingwa kumusha kwake because of politics, ndiyo level yokupedzisira ye dictatorship in Africa, it's no longer politics but the highest level of barbarism on Earth.
95
407
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
A simple illustration of this picture ,1 Mwonzora is finished 2, Government must work hard to improve hupenyu hwavanhu, 3, power is not with the courts but people, 4, When you have nothing to say don't lie just keep quiet, 5, RBZ must be serious, 6 reshuffle is now necessary
Tweet media one
198
290
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
1 year
Stop defending nonsense, baboons have destroyed our fields, and you shamelessly defend that, our children need food, apa makudo adya munda wose, imwi muchipururudza makadhakwa nemukumbi.
99
416
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Advocate Chamisa good evening, it was nice chatting with you, maratidza maturity and leadership chero ndisiri we CCC , thanks for the respect you showed me , I wish if all leaders in Zimbabwe can do that, may God bless you. Zimbabwe needs unity not violence for it to progress.
499
167
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
2 years
Back from the Village, guys kupiwa chingwa ne pepsi wonzi ndivhotere, vamwe vachiti kana 1 billion USD , vanobuda nayo mu Nyika easily, umwe achiti gold anobudisa chero 20 kg per day , iwe wopedza zuva rose kuti uvhote because of chingwa and Pepsi , munoda shamhu.
128
403
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
2 years
Tweet media one
102
533
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
1 year
Chamisa is not weak, as you may think, kana uchifunga kunge dhongi always, unogona kuona sokuti haana plan, soon mumwe nomumwe uchaiona plan yacho, vanotaurisa they do it to please their handlers, but deep down they know he has a plan , musazvifonera.
179
295
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
5 years
People are suffering more than before we need a meaningful dialogue .zvavana madam Khuphe zvotipedzesa ne covid-19 . our health system yaparara , our dollar is useless all political parties garayi pasi mutaurirane vanhu vatambura.
383
229
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Chamisa is now more popular in the villages than Mugabe of 1980, in towns , growth points, townships and cities he is more popular than Tsvangirayi of 2000, mofamba mushe vose vachainda ku village 6 , both political parties muve nezuva rakanaka muchiona mbudzi.
77
317
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
My dressing today ndiri pamusha paruzevha pangu, explains a lot about Chamisa and Mwonzora, "Yellow" kureva kuti chero usina hembe unogona kufamba kana une bhurukwa chete, "Red" kana une hembe usina bhurukwa haungafambi wakashama. Saka pavaviri ava pane umwe watoshama zvatoguma
Tweet media one
241
241
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Guys help ,iam looking for yellow T-shirt, suit and jackets.
122
218
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
2 years
Morning fellow Zimbabweans, can someone tell Jonathan Moyo, kuti Chamisa is too big for his propaganda, mukomana wasiyana nenguva ya Tsvangirayi, Moyo must apply for readmission in Zanu Pf, like any other expelled members, kwete zvokufunga kuti ane capacity to destroy Chamisa.
158
385
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Prices are going up, children are dropping from schools and colleges, people are forced to fast because of poverty, yet we have people who are supposed to save us from this mess, vari busy kuita hondo yokuda kutora mbudzi dzavamwe nechisimba, we are a fa. d up Nation chokwadi.
127
369
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
CCC Party ine zvinhu zvayo zve yellow, I like good things zvangu saka ndichirumbidza
Tweet media one
96
166
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
What pains me most, personally I have sent several Cancer patients to India, China, Germany, SA and Dubai using the little I have, ndosvika kose kunana Murehwa, Hwange, Nyanga,and etc ndichibatsira vane Cancer, dai michina irimuno vakawanda vasina kufa.
99
362
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Zimbabwe will rise again, our people will be happy again, the rising sun will clear the dark clouds. Yellow 🟡 will save our Nation, I mean the minerals we have in our Country, which are represented by yellow color on our flag.
108
238
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
2 years
HON Job Sikhala is human like us, Moreblessing was human like us, whatever happened and happening now can also happen to you , Mugabe never dreamed about what happened to him, don't rejoice when your neighbor is fighting a snake it might end up in your house.
89
317
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
A whole Politburo member, ane chikwereti chedu che 1.5 million USD, after more than 5 years, nhasi oti he wants to pay us , 1.5 million bond , because mutemo unoti " 1 as to 1", varoyi vanhu ava chokwadi , taura hako Hopewell.
153
293
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Chamisa my brother don't be forced, kuita Congress, vanoda izvozvo ngavaite Party yavo , some are complaining about the word Citizens, just use Zimbabweans it's just the same, Makati haana plan nhasi zvaitaseyi, forcing him to have a Congress , kureva kuti mava kuona plan,.
86
309
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Guys asi Valentine color yachinja from red to yellow, in Masvingo Province nhasi munhu wose wakapfeka yellow, chero vari muminda, pazvibhorani, townships, growth points, even Masvingo city, what's the occasion with this yellow color today in our Province.
117
287
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Government must protect everyone, when CCC and MDC-A members are missing it's stage managed, when people are missing from the other side, they are kidnapped and the government makes noise about it, musaita politics dzechiboora ngoma vanhu vasvinura.
72
344
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Naimwi nhasi it's my birthday, isayi message dzacho, ingatinotamba tose pano wani.
819
74
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
News reaching me, Chamisa's move will surprise Africa, his campaign method can be the best in Africa, the guys coming in to back him , are not kids in politics, happy Easter holiday Zimbabweans.
114
244
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
4 years
Kana makura mogadzirira vakakuchengetayi pokugara, ini ndakachengetwa na mbuya vangu ndakavagadzirira pokugara kumusha
Tweet media one
223
65
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Good color when relaxing
Tweet media one
86
146
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Ukaona ruling Party ichifarira nokukuza opposition Party, chiziva kuti opposition Party iyoyo ndeya mapenzi, vatengesi, madununu, marombe anosvaga mari and useless and clueless politicians.
193
245
2K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
What happened in Zambia can happen anywhere in Africa , every election has a winner and a loser. It can't happen in Countries controlled by Taliban only where the is no democracy.
145
235
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Avoiding Chamisa on National issues is same as avoiding development of the country . Let's draw lessons from Tsvangirayi and Mugabe they are both gone but Zimbabwe ichiripo. My fellow Zimbabweans let's support development of our Country not individuals vanofa kana kudzingwa.
176
179
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
1 year
Iam hearing the sound of thunderstorms coming , also smelling hot air from every direction, the Prophets in our village are quite like never before, old and young animals are shaking, the true fortune teller from Zambia, has said something about heavy rains.
102
276
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
1 year
Dear politicians, as you fight over half done elections by Zec , please remember children in this situation. If the economy gets worse, ndiyani achavatarisa nokuti iniwo ndinenge ndaomerwawo
Tweet media one
247
197
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
4 years
When it comes to violence and demonstrations politicians organize other people's children ,but when it comes to opportunities , jobs and tenders they organize their children. Youth of today rambayi kushandiswa mahara get paid first kana pasina usafira patriotism vamwe vachidya.
137
224
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
1 year
Peaceful elections and fair elections are two different things. Elections can be peaceful but not fair.
83
330
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
1 year
What's the point calling for a swimming competition, when you know you have emptied the water already, swimming is done in water not soil, people vote with ballot papers , if they are not available it means there is no voting.
38
398
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Mumwe akambogara makore mu Hotera ari vice president pakabuda mari inokwana dzimba.Mumwe ari kugara mu Hotera ari Minister pachibuda mari inokwana dzimba. Vana punha monzi garayi muchigarikayi house , tapedza toti sanctions are killing us , zvimwe zvacho kuzviitisa chaiko.
133
314
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Nyika inovakwa nevene vayo not kuti inobirwa nevene vayo kusvika yavakunyadzisa pasi rose.
123
210
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
4 years
Fadzayi Mahere is razor sharp to be a Judge even beyond. Our difference politically must not blind us to identify a national talent. Ndangoti nditaure zvangu ini ndisina ruvengo nevanhu vane zvipo zvavo.
123
105
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
He respect me, we talk , laugh, discuss like brothers , anoziva kuti ndiri mu Zanu, iniwo ndinoziva kuti he is the Leader of the main opposition Party. Ndidzo maturity politics kwete zvokuvengana, ungavengera munhu zveNyika kuti yakazvarwa namai vako here
Tweet media one
118
173
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Violence is evil, unity is our strength as a Nation, killing someone because of politics during new dispensation is tantamount to new disorder.
156
269
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Mukoma Dhagi ndoda kukupayi mbeu yema Sunflower ine ramangwana rakajeka. Nyika yose irikurima mbeu iyi, mukadaidza musangano wekutora mbeu iyi, 5000 inoita shoma panouya mavhu nemarara. Chida kuvagari veku Epworth uko chero mabhazi hamungaadi, nokuti vanouya vega kuzotora mbeu
Tweet media one
151
244
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Fellow Zimbabweans are you sure kuti moda Nyika yedu irambe ichitambura nokusekwa nedzimwe Nyika, makatarisa kana kutizira kune dzimwe Nyika . Go and register to vote ugopedza nhamo dze Nyika yako . Let's register in numbers daily for the future of our children . "Retweet".
105
806
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Waona corruption ichiitika arikuita wacho is the Government official, apa iwe wonzi shandisa government protocol to report the person. Report yako inopfuura nepaari ne shamwari dzake. Corruption yacho ingapera here , ukaisa pa social media wonzi you must be investigated or fired.
90
208
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
4 years
Retirement age must be 55 years in Zimbabwe, because vasingashandi vawandisa vamwe vangangosvika pakukwegura vasina kushanda. For politicians 2 terms is enough politics is not a career. Madhara zvinoda kungonyara woga kwete kumirira kunyorerwa tsamba kuti makura.
153
145
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
2 years
Makandiwa their Prophet deleted my comment yesterday, but let me say it again, Mufundisi zvenyu zviri kufamba chose, from Chitungwiza to madheudheu, but do know kuti thousands of your church members are now moving kuinda kumusha, mari dzakapera vachiita seeding ku church.
137
283
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Vanoti MDC-A haina mari moda ipaze ma Banks kanhi , they are not collecting tax from anyone moda mari yacho vaiwanepi. Siyayi vana vakadaro rimwe zuva zvichaita, Smith waiti bhachi rake richatonga, Grace akati ndichapusha wheel chair achingotonga chete asi zvakapera.
95
208
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
2 years
Vote for your future not their luxurious life style, moving around the World with private jets, iwe uchifamba ne ngoro , ukarwara unoinda ku hospital ne bhara, vote for your ambulance, job, food, education, salary and etc, zvamurimwi mugoitiswa kuvhotera promise.
64
427
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
4 years
Temba Mliswa u claim to be educated iro degree rekujima ndiro raungavhaira naro kuzoti ma professors vodii.
649
144
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
4 years
Chero muchiseka zvenyu this block randaka gadzirisa nokuisa magetsi and computers zvirinani pane kuti vana vatengese huni as empowerment program
Tweet media one
216
82
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
2 years
Guys murikuti mwana wairohwa ari kumusana pamwe namai vake, asi munhu wakati pamwe mwana watofa, ndiye woinda ku Jere, asi wairova mai vacho ne mwana , atori kudoro kutaura kuno, please help me to understand this, ndatadza kunzwisisa mutemo.
107
297
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Government of Zimbabwe has much respect for the dead than the living, the welfare of Teachers explains it all. The dead vanoitirwa zvidhori zvinodhura which cost millions of USD, vana vedu havasi kudzidza z inorwadza hazvo kumubereki wose.
84
297
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 months
Ndivo varume ava kwete kuita nharo vanhu vati zvakwana
Tweet media one
154
188
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Ndisvagireiwo vana ava they deserve a Christmas gift 🎁
Tweet media one
97
125
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Guys are they any opportunities for Zimbabweans to mine in China, open restaurants, selling clothes, beating workers and relocating Chinese people for business purposes.
701
285
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
The difference between Zambia and Zimbabwe ingori pachena , in Zambia so far since their independence power has been exchanged. In Zimbabwe power was taken zvenharo from Tsvangirayi ahwina and it was also taken from Mugabe asingadi. Zambia and Ghana tirikure navo.
125
200
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Mavhitori munogwira politics kusvika kuda kuurayana ,munonyadzisa rudzi imwi wapedza womwa mvura yomurwizi .Vamunorwira vomwa zvavo juice chawafira hapana kunze kwe video yaita viral.
118
213
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
2 years
Vanhu havachadi, zvokuti havachadi chii hazvina basa, vanhu havachadi chete.
137
315
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
2 years
Zimbabwean Leadership vanoita makwikwi okutenga album, kutadza kuita makwikwi okutenga cancer machine kana mapiritsi, ukainda kuma clinic kumamisha unonzi hapana mushonga imwai mvura yakawanda, yet Leadership is spending on albums, our future is dark.
147
327
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Police must investigate some government officials and political leaders, vaiti Moreblessing akaurairwa nyaya dze rudo, vanenge vanoziva chokwadi kudarika isu tose, now that the story has taken a new twist, yavo yokuti vaidanana vakaudzwa nani kana vasingazivani nomupondi.
87
332
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Bullying Zambia will not work, even if America wants to transfer their army to stay in Zambia, it's their responsibility, let's deal with our own problems at home.
86
183
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Mugabe was surrounded by criminals ,but ED is surrounded by betrayers they love him during the day . They hate Chamisa with passion during the day but during the night he is their next leader. They love Mwonzora during the day but during the night they call him idiot.
139
168
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
The golden time of the day is important to observe
Tweet media one
37
174
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Kwedu kwa Chivi tava kumwa tea nembambaira,chingwa chava kudyiwa nevene vacho, Mari inowanikwa nevene vayo, nyama yodyiwa nevene vayo, mabasa owanikwa nevene vawo, vachivaka havo Nyika yavo, sezvo ichivakwa nevene vayo vachizipirwa nayo.
99
270
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
This Maponga guy, who talks about blacks opening industries, iye ane chigayo hacho here mu Zimbabwe. Wazoziva zvema industries kuti anoda kuvhurwa adzingwa ku South Africa. His theories will not bring votes, he is just useless like Chebundo and the crew.
167
257
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Mangudya na Mtuli munofunga kuti zvima statement zvenyu zvamunobudisa , munge matopedzera madinga emu Zimbabwe. Mukati zvinhu zvava kufamba , motomwa tea nokurovana mavoko kuti nhasi mazipenzi aya tamapedzera , Inguva chete varume kumagumo kune nyaya.
54
226
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Kundotora mbudzi dza Hopewell, it's just a plan to soil ED's image internationally, this has nothing to do with Hopewell, it's about Congress, vanoziva kuti this is going to attract international media, factionalism is taking shape, 2023 ichanakidza ,the cat is coming out now.
114
196
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
2 years
Tomorrow nomination day, Zimbabweans be ready for surprises, Nyika haivakwi nevene vayo, inovakwa nevanhu vose , investors, citizens, visitors, World organizations, regional organizations, churches, NGOs, foreigners etc, but Nyika inobirwa nevene vayo.
96
309
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
8 months
This group will dissolve fast like glucose. They are not only finished but have also been blown away from Zimbabwe politics for good
Tweet media one
151
200
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Ndarohwa nechando nhasi zvokuda kufa apa ndanga ndisina jacket, mumwe mukomana ndokuti Mr Zivhu ndingakupai randinaro mozondipa mangwana, ndamboda kuramba but chando chakafanana nenhamo hazvina face yomunhu mberi kwazvo. Ndabva ndatora ndomupa mangwana Jessy rake but rinodziya
Tweet media one
88
209
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Wisdom from Chivi, my brother Chamisa, tell your Mps and Councilors still at MDC to resign. They must choose between benefits and the struggle, hakuna munhu anoti kana ari ku parliament or council , president wake ndi Mwonzora kana ava ku CCC ndi Chamisa.
89
186
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Kana uchida kuona kuti Zimbabwe inorwadza, rwarigwa nehama yako kana iwe wacho, kwete zvinotaurwa nana musoro bhangu vanopiwa ma 100 USD to defend nonsense on social media , Ivo vakatiza Zimbabwe yacho.
103
288
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
*Mwana wangu adzorwa kuchikoro nhasi hanzi classroom irikuda kushandiswa ndofunga ndiMwonzora chete arikuda kuita rally imomo.🤷‍♂️🤷‍♂️*.
190
138
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
5 years
almost done Mwari munoshamisa
Tweet media one
592
66
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Vose vanoti CCC is MDC they are evil people, money allocated to political Parties is going to MDC-T . Chamisa wakanzi ne court he is party less ,akatanga yake saka yaita MDC nguvai, ikatouraya ma Council munyika. Politics dzinenge dzama grade zero dzauraya Nyika.
71
208
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Kana madya misoro yehuku Joni kwamuri, motanga kuhumana kuti ban the USD and use bond only, moda tiinde kuchigayo nemasaga maviri, rimwe re mari rimwe re chibage.
177
249
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
The is no future for us, our future has been stolen, they are protecting it with guns.
101
221
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
You are a strong man my brother zvinopera izvi , mavhitori hatisiyani chero zvodini, uri wedu wechidhaka chana chavatete
Tweet media one
41
180
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
1 year
Iam not against Prophets , iam against timing and the prophecy, during Covid 19 makavanda kuita semakafa, but now mamuka kuita sokuti munotaura na Mwari, on useless things munosumudza misoro, on important things hamuiti sokuti muriko, hell is waiting to roast you.
83
285
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Kasukuwere Chamisa, Jonathan Moyo, Sikhala , Biti, Hopewell and others , they are all Zimbabweans ,they deserve a right to say what they want about their Country, let's stop treating each other like foreigners in our Mother land , because they don't agree with you.
115
187
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Nice juice
Tweet media one
93
103
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
News from Zambia official opposition Leader in Zimbabwe is Hon Advocate N.Chamisa , kana dziri nhemha seyi Zimbabwe Ambassador to Zambia asina kuzvigadzirisa pazvaidaidzirwa nezuro whilst the whole Continent was listening. Zimwe zvinhu ukangotenda hapana chaunobva kuziva chokwadi.
75
144
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Smith once said blacks will never rule Rhodesia, power belongs to people not individuals. Respect is not fear, silence is not being coward, tolerance is maturity. Lions are not always dangerous they respect other animals sometimes. but one day gava richadambura musungo.
76
217
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
11 months
When his parents approached me for help, I was on my way to holiday, ndakabva ngangosiya zve holiday, ndokutanga kubatsira mwana uyu, zve Dubai ndakambosiya, today the boy is fine, ndakandovaka block raaidzidzira ranga raora, mari haupindi nayo muguva hama dzangu
Tweet media one
228
85
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
3 years
Yellow Africa' s color
Tweet media one
31
112
1K
@killerzivhu1
Hon Zivhu
2 years
I can see a long short , bhora rakananga musango, the big guys are boiling like those boilers in Hwange , vamwe maiseka ndadzingwa ne Leadership, but imwi madzingwa ne povo, no development , no progress, munochemeyi indai kundorima kumusha hamuchadiwe.
97
200
1K