So these people loved you so much they translated the whole bible to your vernacular languages so ya'll can go to heaven but not science maths snd accounts textbooks?
Haaa mkomana wemaskipper achatiuraira vamachongwe ne bp...
@Zwitterfootbal
next time mukomana anoda kuiswa tracker uyu kwete kushaika kana vanhu vaakudzoka
@HayzellPrincess
Kid: ndati sorry mhamha😭
Momz: aewa haindis mai vako dai ndiri mai vako waindiremekedza ndiite hako sisi (the ass whooping still going on)
Kid : mhamha ndati sorry 😭😭
Momz: ndati iti sisi
Kid :sorry sisi
Momz ; ndozvirikukukupa kusanditeerera izvozvo (more whooping)
Please ladies garai matiudza patinokumbira number kuti kana kwanaya areas redu ma1 toona if we want to invest in gumboots or what..... i mean warris dis?????
Guys tabirwa mota at Parirenyatwa hopistal last seen around today 30/08/23 1700hrs
It's a Honda Fit skyblue old shape with a White boot reg # ADH 7924
Kune vane information please contact us on +263782945073 or 0774 086 518 or dm thanks kune vachabatsira please retweet